| ||
Script: Vanamazvikokota vakawanda vanoti kunzwa mheremhere uku kunogona kukanganisa hutano hwe "fetus". Zvinowanzoitika apa kukanganisa marovero anota mwoyo, "fetus" ichikurumidza kumedza, nekukurumidza kushanduka magariro. Zvinogona kunganganisika zvachose zvinosanganisira kusanzwa zvachose. | ||
All ages referenced to fertilization, not last menstrual period. One month = 4 weeks. |