Script: Kasaga kane ma"cell" ekutangisisa kuvaka munhu anonzi ma"germ cells". Mumasvondo mashanu aya ma "germ cell" anotama kuenda kunezvekuita mwana zvinowanikwa pedyo neitsvo.