Script: Mapfupa anenge achisimba,uye izvi zvinonzi "ossification", zvinotanga nebvupa repabendekete kana kuti "collar bone", uye mapfupa eshaya dzepamusoro nedzepazasi.