Script: Pamasvondo mapfumbamwe, kuyamwa chigunwe kunotanga, iyi ndiyo nguva mwana anenge avekumedza "amniotic fluid".