Script: Pamasvondo makumi maviri, kureba kwemaoko kunenge kwava kuzokwana kusvika pazera remunhu. Makumbo anotora nguva yakareba kusvika pazera rakakwanira munhu.