Movie TheaterThe Rooting Reflex |
| Buy NowFrom The Biology of Prenatal Development. |
|
Script: Izvi zvakasiyana nekuvhunduka kunoitika pakutanga, iyi ndiyo nguva mwana anocheukira kuri kubva chekudya uye muromo uchivhurwa. Kucheuka uku kunonzi "rooting reflex" uye kunoramba kuriko mwana azvarwa, uye kunobatsira kuti mwana agone kuwana kunezamu ramai paanenge achiyamwa. |
|
All ages referenced to fertilization, not last menstrual period.
One month = 4 weeks.
|
|
Log in to create a playlist |
| Previous Set Previous Movie | Next Set Next Movie |


