WEBVTT 00:01.500 --> 00:04.500 Pamasvondo gumi, kubwaira kunenge kwatanga 00:04.533 --> 00:07.100 kunokonzera kuti ziso rigone kufamba richitarisa pasi. 00:07.133 --> 00:11.100 "Fetus" inotanga kushama nekuvhara muromo.