WEBVTT 00:00.900 --> 00:03.533 Pano "fetus" yanga ichiwana Zvakawanda-wanda 00:03.567 --> 00:07.933 zvichaita kuti mwana adewo izvozvo kana azvarwa. 00:07.967 --> 00:11.800 Pano tingati "fetus" inamai vaidya "anise", 00:11.833 --> 00:14.700 chidyo chinopa chiwitsi che"licorice" manakiro, 00:14.733 --> 00:19.033 achadawo kudya "anise" kana azvarwa. 00:19.067 --> 00:22.067 Vacheche vasina kumboraira "anise" mudumbu havadi kana kuidya.