WEBVTT 00:00.000 --> 00:06.033 Pamasvondo 8,75% ye'embryo' Inenge ichishandisa ruoko rwerudyi 00:06.067 --> 00:08.000 Chidimbu chasara hachina chinoshandisa 00:08.033 --> 00:12.367 ruboshwe kunyanya kana kusavenehanya nazvo 00:12.567 --> 00:19.067 Uku ndiko kutanga kwekuona Vanorerekera kurudyi kana ruboshwe.