WEBVTT 00:00.000 --> 00:09.767 MWEDZI MITATU 00:12.1000 --> 00:15.767 Pakati pemasvondo gumi nerimwe negumi nemaviri 00:15.800 --> 00:18.667 huremo hwe:fetus" hunowanda zvakaita (60%). 00:22.700 --> 00:25.733 Pamasvondo 12 ndipo Panopera chidimbu chechitatu chekutanga, 00:25.767 --> 00:27.833 kana kuti "trimester", yenhumbu.