| ||
|
Script: MWEDZI MIPFUMBAMWE 'Fetus' ndiyo inotanga kuda kubuda nekubuditsa ma"hormone" akawanda anonzi "estrogen" uye ndipo panotanga kushanduka kwe "fetus" kuita mwana. Kurwadziwa kwamai kunokonzerwa nekutatamuka kwechibereko, zvinokonzera kuti mwana aberekwe. | ||
| All ages referenced to fertilization, not last menstrual period. One month = 4 weeks. |