| ||
|
Script: Pano "embryo" inenge yave kutamba zvinesimba. Zvinogona kunonoka kana kukurumidza, kamwechete kana kakawanda, ipapo-ipapo kana zvekuvhunduka. Musoro nemutsipa zvinenge zvava Kutendeuka uye maoko achibata kumeso izvi zvinoitika nguva dzose | ||
| All ages referenced to fertilization, not last menstrual period. |