| ||
|
Script: Pamwedzi mina yekupedzisira yenhumbu, "fetus" inoratidza nguva yekutamba igoratidzawo nguva yekuzorora. Izvi zvinoratidza zvakahwanda zviri mukati-kati metsinga dzehuropi. | ||
| All ages referenced to fertilization, not last menstrual period. One month = 4 weeks. |