| ||
|
Script: Mumasvondo masere ekutanga muchangosangana, magadzirirwo emwana anozivakanwa seemburiyo izvi zvinoreva kukurira mukati. Nguva iyi inonzi nguva yekugadzira embryo, uye ndipo panogadzirwa zvakaita senhengo dzemuviri dzese. | ||
| All ages referenced to fertilization, not last menstrual period. |